Genesisi 1:5
Genesisi 1:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwari akatumidza chiedza kuti “masikati,” uye rima akaritumidza kuti “usiku.” Uye madekwana akavapo, namangwanani akavapo, zuva rokutanga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwari akatumidza chiedza, akati Masikati, nerima akaritumidza akati Usiku. Madeko akavapo, namangwanani akavapo, zuva rimwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari akatumidza chiedza kuti masikati, rima akariti usiku. Kwakasviba kukaedza. Iri rakava zuva rokutanga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1