Genesisi 1:14
Genesisi 1:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye Mwari akati, “Ngakuve nezviedza munzvimbo yedenga kuti zviparadzanise masikati kubva pausiku, uye ngazvishande sezviratidzo zvokucherechedza mwaka namazuva namakore
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye Mwari akati, “Ngakuve nezviedza munzvimbo yedenga kuti zviparadzanise masikati kubva pausiku, uye ngazvishande sezviratidzo zvokucherechedza mwaka namazuva namakore
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwari akati: Zviedza ngazvivepo panzvimbo yedenga, kuti zviparadzanise masikati nousiku; kuti zvive zviratidzo, nenguva, namazuva, namakore
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari akati, “Muziendanakuenda romudenga ngamuve namavheneko okusiyanisa masikati nousiku ave okuratidza mwaka namazuva namakore.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1